Ezekieri 28:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Wakanga usina chinongo mukuita kwako kubvira panguva yawakasikwa kudzamarara pakuzowanikwa uipi mauri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Wakaŋga wakakwana panzira dzako kubva pazuʋa rokusikwa kwako, kuȿikira kusarurama kwakawanikwa mukati mako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Wakanga wakakwana panzira dzako kubva pazuva rokusikwa kwako, kusvikira kusarurama kwakawanikwa mukati mako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Wakanga usina chinongo mukuita kwako kubvira panguva yawakasikwa kudzamarara pakuzowanikwa uipi mauri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Wakanga usina chinongo mukuita kwako kubvira panguva yawakasikwa kudzamarara pakuzowanikwa uipi mauri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Wakanga usina chaungapomerwa panzira dzako, kubva pazuva rawakasikwa kusvikira kuipa pakwazowanikwa mauri. Viz kapitola |