Ezekieri 28:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Iwe mwanakomana womunhu ungudza uchichema mambo weTire uti kwaari, zvanzi naTenzi Mwari: “Iwe waiva mucherechedzo wokukwana uzere noungwaru norunako rwakakwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Mŋanakomana womunhu, itira mambo weTire mariro, uti kwaari: Ɀanzi naShe Jehova: Iwe wokuisa cisimbiso cako paciyero, uzere noʋucenjeri, wakakwana pakunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 “Mwanakomana womunhu, itira mambo weTire mariro, uti kwaari, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Iwe wokuisa chisimbiso chako pachiyero, uzere nohuchenjeri, hwakakwana pakunaka.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Iwe mwanakomana womunhu ungudza uchichema mambo weTire uti kwaari, zvanzi naTenzi Mwari: “Iwe waiva mucherechedzo wokukwana uzere noungwaru norunako rwakakwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Iwe mwanakomana womunhu ungudza uchichema mambo weTire uti kwaari, zvanzi naTenzi Mwari: “Iwe waiva mucherechedzo wokukwana uzere noungwaru norunako rwakakwana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Mwanakomana womunhu, chemera mambo weTire ugoti kwaari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Wakanga uri muenzaniso wokukwana, uzere nouchenjeri wakakwana parunako. Viz kapitola |