Ezekieri 28:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Uchafa rufu rwavasina kudzingiswa uchifira mumaoko mavatorwa nokuti ndini ndataura.” Ndizvo zvinotaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ucafa norufu rwousina‐kudziŋgiswa namaʋoko aʋatorwa; nokuti ndini ndakataura iɀoɀo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Uchafa norufu rwousina kudzingiswa namaoko avatorwa; nokuti ndini ndakataura izvozvo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Uchafa rufu rwavasina kudzingiswa uchifira mumaoko mavatorwa nokuti ndini ndataura.” Ndizvo zvinotaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Uchafa rufu rwavasina kudzingiswa uchifira mumaoko mavatorwa nokuti ndini ndataura.” Ndizvo zvinotaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Uchafa rufu rwomunhu asina kudzingiswa pamaoko avatorwa. Ndazvitaura, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ” Viz kapitola |