Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 14:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Chiripo ndechokuti zvanzi naTenzi Mwari, “Ko kutozoti pandichatumira Jerusaremu shamhu dzangu ina dzinorwadza dzinoti bakatwa neshangwa yenzara nezvikara zvinorura nedenda kuti nditsakatise mairi munhu nemhuka,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Nokuti ɀanzi naShe Jehova: Ndoɗa, kana ndikatuma pamsoro peJerusarema ɀakaipa ɀinna ɀandakaʋatoŋgera, ɀinoti, munondo nenzara neɀikara ɀakaipa nehosha yakaipa, kuti ndiparadze’mo ʋanhu neɀipfuwo!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Ndoda, kana ndikatuma pamusoro peJerusaremu zvakaipa zvina zvandakavatongera, zvinoti, munondo nenzara nezvikara zvakaipa nehosha yakaipa, kuti ndiparadzemo vanhu nezvipfuwo!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Chiripo ndechokuti zvanzi naTenzi Mwari, “Ko kutozoti pandichatumira Jerusaremu shamhu dzangu ina dzinorwadza dzinoti bakatwa neshangwa yenzara nezvikara zvinorura nedenda kuti nditsakatise mairi munhu nemhuka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Chiripo ndechokuti zvanzi naTenzi Mwari, “Ko kutozoti pandichatumira Jerusaremu shamhu dzangu ina dzinorwadza dzinoti bakatwa neshangwa yenzara nezvikara zvinorura nedenda kuti nditsakatise mairi munhu nemhuka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 “Nokuti zvanzi naIshe Jehovha: Zvichaipisisa sei kana ndikatuma pamusoro peJerusarema zvinotyisa zvina zvandakatonga, zvinoti munondo, nzara, zvikara nedenda, kuzouraya vanhu varo nezvipfuwo zvaro!

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 14:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy