Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 13:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Vanotaura zvemanyepo vachishopera zvenhema vachiti zvanzi naTenzi iye Tenzi asina kuvatuma. Izvozvo vanenge vachitarisira kuti Mwari achazadzisa zvavanenge vataura.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ʋakaʋona ɀinonyeŋgera nokuʋuka kwenhema, iʋo ʋanoti: Jehova unoti! Asi Jehova haana‐kuʋatuma, ɀino ʋakati shoko raʋo ricasimbiswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Vakaona zvinonyengera nokuporofita kwenhema, ivo vanoti, ‘Jehovha anoti!’ Asi Jehovha haana kuvatuma, zvino vakati shoko ravo richasimbiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Vanotaura zvemanyepo vachishopera zvenhema vachiti zvanzi naTenzi iye Tenzi asina kuvatuma. Izvozvo vanenge vachitarisira kuti Mwari achazadzisa zvavanenge vataura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Vanotaura zvemanyepo vachishopera zvenhema vachiti zvanzi naTenzi iye Tenzi asina kuvatuma. Izvozvo vanenge vachitarisira kuti Mwari achazadzisa zvavanenge vataura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Zviratidzo zvavo ndezvenhema uye kuvuka kwavo inhema. Ivo vanoti, “Jehovha anoti,” asi Jehovha asina kuvatuma; asi vanotarisira kuti mashoko avo azadzisike.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 13:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy