Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 13:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Madhuku enyu iwayo ndichaabvarura ndichiabvisa ndigonunura vanhu vangu mumaoko menyu varege kuva senyama yamagora mumaoko menyu. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Nemiceka yenyu ndicaibvarura ʋo, ndirwire ʋanhu ʋaŋgu pamaʋoko enyu, ʋarege kuzoʋa mumaʋoko enyu kuti muʋavime; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Nemicheka yenyu ndichaibvarurawo, ndirwire vanhu vangu pamaoko enyu, varege kuzova mumaoko enyu kuti muvavhime; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Madhuku enyu iwayo ndichaabvarura ndichiabvisa ndigonunura vanhu vangu mumaoko menyu varege kuva senyama yamagora mumaoko menyu. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Madhuku enyu iwayo ndichaabvarura ndichiabvisa ndigonunura vanhu vangu mumaoko menyu varege kuva senyama yamagora mumaoko menyu. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ndichabvarura mavhoiri enyu ndigoponesa vanhu vangu pamaoko enyu, uye havachazovi nyama mumaoko enyu, uye havachazobatwizve nesimba renyu. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 13:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy