Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 12:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Uchaisa mutoro wako pamafudzi vachiona wobuda wakatakura murima ufukidze uso hwako kuitira kuti urege kuona nyika nokuti ndakakuita chiratidzo kumba yaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Unofanira kudzitakura pafudzi rako ʋaciɀiʋona, ndokudziɓuɗisa kwaȿiɓa; unofanira kufukidza ciso cako, kuti urege kuʋona ɀenyika; nokuti ndakakuita ciratidzo kuimba yaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Unofanira kudzitakura pafudzi rako vachizviona, ndokudzibudisa kwasviba; unofanira kufukidza chiso chako, kuti urege kuona zvenyika; nokuti ndakakuita chiratidzo kuimba yaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Uchaisa mutoro wako pamafudzi vachiona wobuda wakatakura murima ufukidze uso hwako kuitira kuti urege kuona nyika nokuti ndakakuita chiratidzo kumba yaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Uchaisa mutoro wako pamafudzi vachiona wobuda wakatakura murima ufukidze uso hwako kuitira kuti urege kuona nyika nokuti ndakakuita chiratidzo kumba yaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Udziise papfudzi rako ivo vakangotarisa ugobuda nadzo kwasviba. Ufukidze chiso chako kuti urege kuona nyika, nokuti ndakuita chiratidzo kuimba yaIsraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 12:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy