Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 12:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Unofanira kuburitsa midziyo yako semidziyo yenhapwa masikati machena ivo vachiona. Iwe unofanira kuzoenda kumanheru ivo vachiona sezvinoitwa navanhu vanenge vachienda kuutapwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Unofanira kuɓuɗisa nhumbi dzako masikati ʋaciɀiʋona, dziite senhumbi dzokutama nadzo; ɀino maɗekwana iwe umene unofanira kuɓuɗa ʋaciɀiʋona, seɀinoita ʋanhu kana ʋotama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “Unofanira kubudisa nhumbi dzako masikati vachizviona, dziite senhumbi dzokutama nadzo; zvino madekwana iwe umene unofanira kubuda vachizviona, sezvinoita vanhu kana votama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Unofanira kuburitsa midziyo yako semidziyo yenhapwa masikati machena ivo vachiona. Iwe unofanira kuzoenda kumanheru ivo vachiona sezvinoitwa navanhu vanenge vachienda kuutapwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Unofanira kuburitsa midziyo yako semidziyo yenhapwa masikati machena ivo vachiona. Iwe unofanira kuzoenda kumanheru ivo vachiona sezvinoitwa navanhu vanenge vachienda kuutapwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Masikati chaiwo, vakatarira, iwe budisa nhumbi dzako dzakarongedzerwa kutama. Ipapo panguva yamadekwana, ivo vakatarira, buda iwe sezvinoita vaya vanoenda muutapwa.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 12:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy