Ezekieri 12:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Iwe mwanakomana womunhu chinzwa, vemba yaIsiraeri vari kuti zviratidzo zvaanoona zvichatora mazuva chaizvo, zvamaporofita ndezvemazuva achiri kure kure. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Mŋanakomana womunhu, tarira, ʋeimba yaIsraeri ʋanoti: Ɀaakaʋoneswa ndeɀamazuʋa ari kure anozoʋuya, unoprofita ɀeŋguʋa dziri kure. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Mwanakomana womunhu, tarira, veimba yaIsiraeri vanoti, ‘Zvaakaoneswa ndezvamazuva ari kure anozouya, anoporofita zvenguva dziri kure.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Iwe mwanakomana womunhu chinzwa, vemba yaIsiraeri vari kuti zviratidzo zvaanoona zvichatora mazuva chaizvo, zvamaporofita ndezvemazuva achiri kure kure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Iwe mwanakomana womunhu chinzwa, vemba yaIsiraeri vari kuti zviratidzo zvaanoona zvichatora mazuva chaizvo, zvamaporofita ndezvemazuva achiri kure kure. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “Mwanakomana womunhu, imba yaIsraeri iri kuti, ‘Chiratidzo chaanoona ndechamakore mazhinji kubva iye zvino, uye anoprofita zvenguva inouya zviri kure.’ Viz kapitola |