Ezekieri 12:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 itsumoi yamava kutaura nezvenyika yeIsiraeri yokuti, ‘Mazuva ari kuwanda aya, chiratidzo chose chose zvacho hapana chatinobura machiri?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mŋanakomana womunhu, shumo ndeyeiko yamunayo munyika yaIsraeri, inoti: Mazuʋa anoramba aciwedzerwa, asi ɀakaʋoneswa ɀose haɀiitiki? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Mwanakomana womunhu, tsumo ndeyeiko yamunayo munyika yaIsiraeri, inoti, ‘Mazuva anoramba achiwedzerwa, asi zvakaoneswa zvose hazviitiki?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 itsumoi yamava kutaura nezvenyika yeIsiraeri yokuti, ‘Mazuva ari kuwanda aya, chiratidzo chose chose zvacho hapana chatinobura machiri?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 itsumoi yamava kutaura nezvenyika yeIsiraeri yokuti, ‘Mazuva ari kuwanda aya, chiratidzo chose chose zvacho hapana chatinobura machiri?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Mwanakomana womunhu, chirevo ichi chamunacho munyika yaIsraeri ndecheiko chinoti, ‘Mazuva ari kungopera uye zviratidzo zvose zvinongova pasina?’ Viz kapitola |