Ezekieri 12:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ipapo maguta agere vanhu achasara angova maguta asisina chinhu, nyikawo ichasara yangova nyika isina chinhu. Ndipo pamuchaziva kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Maguta anogarwa naʋanhu acaparadzwa, nenyika icaitwa ɗoŋgo; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Maguta anogarwa navanhu achaparadzwa, nenyika ichaitwa dongo; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ipapo maguta agere vanhu achasara angova maguta asisina chinhu, nyikawo ichasara yangova nyika isina chinhu. Ndipo pamuchaziva kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ipapo maguta agere vanhu achasara angova maguta asisina chinhu, nyikawo ichasara yangova nyika isina chinhu. Ndipo pamuchaziva kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Maguta anogarwa navanhu achava matongo uye nyika ichaparadzwa. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ” Viz kapitola |