Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 12:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Iwe mwanakomana womunhu unogara pakati pemba yavanhu vakapanduka vane meso okuonesa asi havaoni, vane nzeve dzokunzwa asi havanzwi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Mŋanakomana womunhu, ugere pakati paʋanhu ʋeimba inondimukira simba, ʋanameso okuʋona, asi haʋaʋoni, ʋanenzeʋe dzokunzwa, asi haʋanzwi; nokuti iimba inondimukira simba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Mwanakomana womunhu, ugere pakati pavanhu veimba inondimukira simba, vana meso okuona, asi havaoni, vane nzeve dzokunzwa, asi havanzwi; nokuti iimba inondimukira simba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Iwe mwanakomana womunhu unogara pakati pemba yavanhu vakapanduka vane meso okuonesa asi havaoni, vane nzeve dzokunzwa asi havanzwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Iwe mwanakomana womunhu unogara pakati pemba yavanhu vakapanduka vane meso okuonesa asi havaoni, vane nzeve dzokunzwa asi havanzwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Mwanakomana womunhu, iwe ugere pakati pavanhu vanondimukira. Vane meso okuona asi havaoni, vane nzeve dzokunzwa asi havanzwi, nokuti vanhu vokumukira.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 12:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy