Ezekieri 12:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Iwe mwanakomana womunhu idya chingwa chako uchidedera unwewo mvura uchigwagwadza nokutya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mŋanakomana womunhu, idya ɀokudya ɀako nokubvunda nokunwa mvura yako nokuɗeɗera nokutya; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Mwanakomana womunhu, idya zvokudya zvako nokubvunda nokunwa mvura yako nokudedera nokutya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Iwe mwanakomana womunhu idya chingwa chako uchidedera unwewo mvura uchigwagwadza nokutya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 “Iwe mwanakomana womunhu idya chingwa chako uchidedera unwewo mvura uchigwagwadza nokutya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Mwanakomana womunhu, udedere paunenge uchidya zvokudya zvako, uye udedere uye utye paunonwa mvura yako. Viz kapitola |