Ezekieri 12:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi ndichaita kuti katsama kavo kapunyuke kubakatwa nokushangwa yenzara nokudenda kuri kuitira kuti vareurure zvinhu zvavo zvose zvinosemesa mukati memarudzi kwavachaenda, vazivewo kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi ndicapukunyusa ʋashoma ʋaʋo pamunondo nenzara nehosha yakaipa; kuti ʋandoparidza pakati pamarudzi kwaʋanoȿika ɀinonyaŋgadza ɀaʋo ɀose; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi ndichapukunyusa vashoma vavo pamunondo nenzara nehosha yakaipa; kuti vandoparidza pakati pamarudzi kwavanosvika zvinonyangadza zvavo zvose; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi ndichaita kuti katsama kavo kapunyuke kubakatwa nokushangwa yenzara nokudenda kuri kuitira kuti vareurure zvinhu zvavo zvose zvinosemesa mukati memarudzi kwavachaenda, vazivewo kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi ndichaita kuti katsama kavo kapunyuke kubakatwa nokushangwa yenzara nokudenda kuri kuitira kuti vareurure zvinhu zvavo zvose zvinosemesa mukati memarudzi kwavachaenda, vazivewo kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi ndichasiya vashoma vavo pamunondo, napanzara nedenda, kuitira kuti pakati pendudzi kwavachaenda zvimwe vangarangarira zvinyangadzo zvavo zvavakaita zvose. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitola |