Ezekieri 12:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Vachaziva zvavo kuti ini ndini Tenzi pandinenge ndavamwararisa mukati memarudzi vachiti uyu kwake uyu kwake nomudzinyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ipapo ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndiciʋadziŋgira pakati pamarudzi, nokuʋaparadzira kunyika dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichivadzingira pakati pamarudzi, nokuvaparadzira kunyika dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Vachaziva zvavo kuti ini ndini Tenzi pandinenge ndavamwararisa mukati memarudzi vachiti uyu kwake uyu kwake nomudzinyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Vachaziva zvavo kuti ini ndini Tenzi pandinenge ndavamwararisa mukati memarudzi vachiti uyu kwake uyu kwake nomudzinyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichavaparadzira pakati pendudzi ndigovaparadzira kunyika dzose. Viz kapitola |