Ezekieri 12:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndichamukomba nomumbure wangu agobatwa neriva rangu ndigomuendesa kuBhabhironi kunyika yevaKaradhea, asi haasi kuzoiona, achafira ikoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndicakanda ʋo mumbure waŋgu pamsoro pake, ucaɓatwa mumusuŋgo waŋgu; ndicamuisa Babironi kunyika yaʋaKardea; asi haaŋgaiʋoni, kunyaŋge ɀakaɗaro ucafira’ko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndichakandawo mumbure wangu pamusoro pake, achabatwa mumusungo wangu; ndichamuisa Bhabhironi kunyika yavaKaradhea; asi haangaioni, kunyange zvakadaro achafirako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndichamukomba nomumbure wangu agobatwa neriva rangu ndigomuendesa kuBhabhironi kunyika yevaKaradhea, asi haasi kuzoiona, achafira ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndichamukomba nomumbure wangu agobatwa neriva rangu ndigomuendesa kuBhabhironi kunyika yevaKaradhea, asi haasi kuzoiona, achafira ikoko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndichamutambanudzira mumbure wangu, uye achabatwa mumusungo wangu; ndichamuendesa kuBhabhironi, nyika yavaKaradhea, asi haasi kuzoiona, uye ikoko ndiko kwaachafira. Viz kapitola |