Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 12:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Nairowo jinda riri pakati pavo richatakura midziyo yaro pamapfudzi murima roenda rigotiginura murusvingo rigobuda naipapo. Achafukidza uso kuitira kuti asve arega kuona nyika ino nameso ake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Mucinda uri pakati paʋo ucatakura nhumbi dzake pafudzi rake kwaȿiɓa, ndokuɓuɗa; ʋacaɓoʋora ruȿiŋgo kuti ʋadziɓuɗise napo; ucafukidza meso ake, nokuti haaŋgaʋoni nyika nameso ake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Muchinda ari pakati pavo achatakura nhumbi dzake pafudzi rake kwasviba, ndokubuda; vachabhovhora rusvingo kuti vadzibudise napo; achafukidza meso ake, nokuti haangaoni nyika nameso ake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Nairowo jinda riri pakati pavo richatakura midziyo yaro pamapfudzi murima roenda rigotiginura murusvingo rigobuda naipapo. Achafukidza uso kuitira kuti asve arega kuona nyika ino nameso ake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Nairowo jinda riri pakati pavo richatakura midziyo yaro pamapfudzi murima roenda rigotiginura murusvingo rigobuda naipapo. Achafukidza uso kuitira kuti asve arega kuona nyika ino nameso ake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 “Muchinda ari pakati pavo achaisa zvinhu zvake papfudzi kwasviba agoenda, uye achaboorerwa buri rokubuda naro parusvingo. Achafukidza chiso chake kuitira kuti arege kuona nyika.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 12:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy