Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 11:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mweya waTenzi wakauya pandiri akati kwandiri iti zvanzi naTenzi, “Imi vemba yaIsiraeri, heya ndozvamuri kufunga izvi. Chiripo ndechokuti zvinouya mumusoro menyu ini ndinozviziva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ipapo Mŋeya waJehova wakawira pamsoro paŋgu, akati kwandiri: Taura, uti: Ɀanzi naJehova: Ndiɀo ɀamakataura, imi imba yaIsraeri; nokuti ndinoziʋa ɀamunofuŋga mumiraŋgariro yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ipapo Mweya waJehovha wakawira pamusoro pangu, akati kwandiri, “Taura, uti, ‘Zvanzi naJehovha, ndizvo zvamakataura, imi imba yaIsiraeri; nokuti ndinoziva zvamunofunga mundangariro dzenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mweya waTenzi wakauya pandiri akati kwandiri iti zvanzi naTenzi, “Imi vemba yaIsiraeri, heya ndozvamuri kufunga izvi. Chiripo ndechokuti zvinouya mumusoro menyu ini ndinozviziva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mweya waTenzi wakauya pandiri akati kwandiri iti zvanzi naTenzi, “Imi vemba yaIsiraeri, heya ndozvamuri kufunga izvi. Chiripo ndechokuti zvinouya mumusoro menyu ini ndinozviziva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo Mweya waJehovha wakauya pamusoro pangu, iye akanditaurira kuti nditi: “Zvanzi naJehovha: Ndizvo zvamunotaura, imi imba yaIsraeri, asi ndinoziva zvamunofunga mundangariro dzenyu.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 11:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy