Ezekieri 11:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndakataurira vatapwa zvinhu zvose zvandakanga ndaratidzwa naTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo ndakaʋudza ʋakatapxa ɀinhu ɀose ɀandakaratidzwa naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo ndakaudza vakatapwa zvinhu zvose zvandakaratidzwa naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndakataurira vatapwa zvinhu zvose zvandakanga ndaratidzwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ndakataurira vatapwa zvinhu zvose zvandakanga ndaratidzwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 uye ndakaudza vakatapwa zvinhu zvose zvandakaratidzwa naJehovha. Viz kapitola |