Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 11:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mweya akandisimudza muchioneso akandiendesa kuvatapwa kuKaridhea naMweya waMwari. Ndipo pakabva papera chiratidzo chandakanga ndaoneswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ipapo Mŋeya wakandisimudza ndokundiisa Kardea kunaʋakatapxa, ndiciɀiʋoneswa noMŋeya waMŋari. Ɀino ciratidzo candakaŋga ndaʋona cakakwidzwa cicibva kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Ipapo Mweya wakandisimudza ndokundiisa Karadhea kuna vakatapwa, ndichizvioneswa noMweya waMwari. Zvino chiratidzo chandakanga ndaona chakakwidzwa chichibva kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mweya akandisimudza muchioneso akandiendesa kuvatapwa kuKaridhea naMweya waMwari. Ndipo pakabva papera chiratidzo chandakanga ndaoneswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Mweya akandisimudza muchioneso akandiendesa kuvatapwa kuKaridhea naMweya waMwari. Ndipo pakabva papera chiratidzo chandakanga ndaoneswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Mweya wakandisimudza ukaenda neni kuna vakatapwa vari muBhabhironi muchiratidzo chakapiwa noMweya waMwari. Ipapo chiratidzo chandakanga ndaona chakakwidzwa kubva pandiri,

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 11:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy