Ezekieri 11:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kupenya kwekuvapo kwaMwari kwakabva pakati peguta kukandomira pagomo riri kumabvazuva eguta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kubginya kwaJehova ndokukwira kucibva mukati meguta, ndokumira pamsoro pegomo riri kumabvazuʋa eguta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Kubwinya kwaJehovha ndokukwira kuchibva mukati meguta, ndokumira pamusoro pegomo riri kumabvazuva eguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kupenya kwekuvapo kwaMwari kwakabva pakati peguta kukandomira pagomo riri kumabvazuva eguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kupenya kwekuvapo kwaMwari kwakabva pakati peguta kukandomira pagomo riri kumabvazuva eguta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Kubwinya kwaJehovha kwakakwira kuchibva mukati meguta kukandomira pamusoro pegomo nechokumabvazuva kwaro. Viz kapitola |