Ezekieri 11:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino makerubhu akasimudza mapapiro awo namavhiri ari pamativi awo. Kupenya kwokuvapo kwaMwari weIsiraeri kwakanga kuri pamusoro pavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ipapo makerubi akasimudza mapapiro awo, namakumbo eŋgoro akaŋga ari pamatiʋi awo; kubginya kwaMŋari waIsraeri kwakaŋga kuri necokumsoro kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Ipapo makerubhi akasimudza mapapiro awo, namakumbo engoro akanga ari pamativi awo; kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakanga kuri nechokumusoro kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino makerubhu akasimudza mapapiro awo namavhiri ari pamativi awo. Kupenya kwokuvapo kwaMwari weIsiraeri kwakanga kuri pamusoro pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvino makerubhu akasimudza mapapiro awo namavhiri ari pamativi awo. Kupenya kwokuvapo kwaMwari weIsiraeri kwakanga kuri pamusoro pavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo makerubhi namavhiri parutivi pawo akatambanudza mapapiro awo, uye kubwinya kwaMwari waIsraeri kwakanga kuri pamusoro pawo. Viz kapitola |