Ezekieri 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 kuitira kuti vatevere mirao yangu vachichengeta zvirevo zvangu nokuzviteerera. Ivo vachava vanhu vangu ini ndichava Mwari wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 kuti ʋafambe nemitemo yaŋgu, ʋaceŋgete ɀandakaraira nokuɀiita; iʋo ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 kuti vafambe nemitemo yangu, vachengete zvandakarayira nokuzviita; ivo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 kuitira kuti vatevere mirao yangu vachichengeta zvirevo zvangu nokuzviteerera. Ivo vachava vanhu vangu ini ndichava Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 kuitira kuti vatevere mirao yangu vachichengeta zvirevo zvangu nokuzviteerera. Ivo vachava vanhu vangu ini ndichava Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo vachatevera mitemo yangu uye vachachenjerera kuchengeta mirayiro yangu. Vachava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wavo. Viz kapitola |