Ezekieri 11:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iye akabva anditi, “Iwe mwanakomana womunhu, varume ivava ndivo vakaruka mazano akaipa vachisoka guta rino mano akaipa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, aʋa ndiʋo ʋarume ʋanofuŋga ɀakaipa, ʋanorairira mano akaipa muguta rino; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, ava ndivo varume vanofunga zvakaipa, vanorayirira mano akaipa muguta rino; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iye akabva anditi, “Iwe mwanakomana womunhu, varume ivava ndivo vakaruka mazano akaipa vachisoka guta rino mano akaipa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Iye akabva anditi, “Iwe mwanakomana womunhu, varume ivava ndivo vakaruka mazano akaipa vachisoka guta rino mano akaipa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jehovha akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, ava ndivo varume vanorangana zvakaipa nokupa mano akaipa muguta rino. Viz kapitola |