Ezekieri 11:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndichavapa mwoyo mumwechete ndigoisa Mweya mutsva mavari. Ndichabvisa munyama yavo mwoyo wedombo ndichivapa mwoyo wenyama, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ndicaʋapa mŋoyo mumŋe, nokuisa mŋeya mutȿa mukati menyu; ndicabvisa mŋoyo webge munyama yaʋo, ndokuʋapa mŋoyo wenyama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ndichavapa mwoyo mumwe, nokuisa mweya mutsva mukati menyu; ndichabvisa mwoyo webwe munyama yavo, ndokuvapa mwoyo wenyama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndichavapa mwoyo mumwechete ndigoisa Mweya mutsva mavari. Ndichabvisa munyama yavo mwoyo wedombo ndichivapa mwoyo wenyama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndichavapa mwoyo mumwechete ndigoisa Mweya mutsva mavari. Ndichabvisa munyama yavo mwoyo wedombo ndichivapa mwoyo wenyama, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ndichavapa mwoyo mumwe uye ndichaisa mweya mutsva mukati mavo; ndichabvisa mwoyo webwe mukati mavo ndigovapa mwoyo wenyama. Viz kapitola |