Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 11:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Naizvozvo iti, zvanzi naTenzi Mwari ndichakukokorodzai mumarudzi avanhu ndigokuunganidzai kubva munyika dzamakaparadzirwa ndizokupai nyika yeIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 naiɀoɀo uti: Ɀanzi naShe Jehova: Ndicakuʋuŋganidzai mubve pakati pamarudzi, ndicakukokerai mubve panyika kwamakaparadzirwa, ndigokupai nyika yaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 naizvozvo uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, ndichakuunganidzai mubve pakati pamarudzi, ndichakukokerai mubve panyika kwamakaparadzirwa, ndigokupai nyika yaIsiraeri.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Naizvozvo iti, zvanzi naTenzi Mwari ndichakukokorodzai mumarudzi avanhu ndigokuunganidzai kubva munyika dzamakaparadzirwa ndizokupai nyika yeIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Naizvozvo iti, zvanzi naTenzi Mwari ndichakukokorodzai mumarudzi avanhu ndigokuunganidzai kubva munyika dzamakaparadzirwa ndizokupai nyika yeIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 “Naizvozvo uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Ndichakuunganidzai kubva kundudzi ndigokudzosai kubva kunyika dzamakanga makaparadzirwa uye ndichakupaizve nyika yaIsraeri.’

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 11:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy