Ezekieri 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Iwe mwanakomana womunhu, hama dzako, hama dzako chaidzo dzakatapwa pamwechete newe, ivo vanhu vose veIsiraeri ndivo vari kunzi navagari veJerusaremu, ‘Vaye vakaenda kure naTenzi saizvozvo nyika ino yakapiwa kwatiri kuti ive yedu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mŋanakomana womunhu, hama dzako, idzo hama dzako, ʋanhu ʋorudzi rwako, neimba yose yaIsraeri, iʋo ʋose, ndiʋo ʋakanzi naʋagere Jerusarema: Ibvai kure naJehova, nyika ino yakapiwe’su, iʋe yeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Mwanakomana womunhu, hama dzako, idzo hama dzako, vanhu vorudzi rwako, neimba yose yaIsiraeri, ivo vose, ndivo vakanzi navagere Jerusaremu, ‘Ibvai kure naJehovha, nyika ino yakapiwesu, ive yedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Iwe mwanakomana womunhu, hama dzako, hama dzako chaidzo dzakatapwa pamwechete newe, ivo vanhu vose veIsiraeri ndivo vari kunzi navagari veJerusaremu, ‘Vaye vakaenda kure naTenzi saizvozvo nyika ino yakapiwa kwatiri kuti ive yedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Iwe mwanakomana womunhu, hama dzako, hama dzako chaidzo dzakatapwa pamwechete newe, ivo vanhu vose veIsiraeri ndivo vari kunzi navagari veJerusaremu, ‘Vaye vakaenda kure naTenzi saizvozvo nyika ino yakapiwa kwatiri kuti ive yedu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Mwanakomana womunhu, hama dzako, hama dzako dzeropa neimba yose yaIsraeri, ndivo vainzi navanhu veJerusarema, ‘Vari kure kwazvo naJehovha; nyika ino takaipiwa kuti ive yedu.’ Viz kapitola |