Ezekieri 11:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvakaitika kuti pandaiporofita, Peratiya mwanakomana waBhenaya akafa. Ndakawira pasi nouso ndikaridza mhere ndochema ndichiti, “Aa! Nhai Tenzi mopedzisa here vaIsiraeri vakasara.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino ndakati ndiciprofita, Peratia mŋanakomana waBenaia akafa. Ipapo ndakawira pasi neciso caŋgu, ndikacema nenzwi guru ndiciti: Haiwa, Ishe Jehova! Moɗa kupedza cose ʋakasara ʋaIsraeri here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino ndakati ndichiporofita, Peratia mwanakomana waBhenaia akafa. Ipapo ndakawira pasi nechiso changu, ndikachema nezwi guru ndichiti, “Aiwa, Ishe Jehovha! Moda kupedza chose vakasara vaIsiraeri here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvakaitika kuti pandaiporofita, Peratiya mwanakomana waBhenaya akafa. Ndakawira pasi nouso ndikaridza mhere ndochema ndichiti, “Aa! Nhai Tenzi mopedzisa here vaIsiraeri vakasara.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvakaitika kuti pandaiporofita, Peratiya mwanakomana waBhenaya akafa. Ndakawira pasi nouso ndikaridza mhere ndochema ndichiti, “Aa! Nhai Tenzi mopedzisa here vaIsiraeri vakasara.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Zvino ndakati ndichiprofita, Peratia mwanakomana waBhenaya akafa. Ipapo ndakawira pasi nechiso ndikachema zvikuru ndichiti, “Haiwa Ishe Jehovha! Ko, muchaparadza chose vakasara vaIsraeri here?” Viz kapitola |