Ezekieri 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi nokuti hamuna kutevera mirao yangu kana kuita zvirevo zvangu asi makaita muchitevedza zvirevo zvamarudzi vakakutenderedzai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo mucaziʋa kuti ndini Jehova, nokuti hamuna‐kufamba nemitemo yaŋgu kana kuita ɀandakaraira, asi makateʋera mirairo yamarudzi anokupoteredzai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha, nokuti hamuna kufamba nemitemo yangu kana kuita zvandakarayira, asi makatevera mirayiro yamarudzi anokupoteredzai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi nokuti hamuna kutevera mirao yangu kana kuita zvirevo zvangu asi makaita muchitevedza zvirevo zvamarudzi vakakutenderedzai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi nokuti hamuna kutevera mirao yangu kana kuita zvirevo zvangu asi makaita muchitevedza zvirevo zvamarudzi vakakutenderedzai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Uye muchaziva kuti ndini Jehovha, nokuti hamuna kutevera mitemo yangu kana kuchengeta mirayiro yangu asi makafamba netsika dzendudzi dzakakupoteredzai.” Viz kapitola |