Ezekieri 11:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Guta rino harisi kuzova bhodho renyu kana imiwo kuva nyama yacho mukati maro. Ndichakutongerai kumuganhu weIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Guta rino hariŋgaʋi gate renyu, nemi hamuŋgaʋi nyama mukati maro; ndicakutoŋgai munyika yaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Guta rino haringavi gate renyu, nemi hamungavi nyama mukati maro; ndichakutongai munyika yaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Guta rino harisi kuzova bhodho renyu kana imiwo kuva nyama yacho mukati maro. Ndichakutongerai kumuganhu weIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Guta rino harisi kuzova bhodho renyu kana imiwo kuva nyama yacho mukati maro. Ndichakutongerai kumuganhu weIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Guta rino haringavi hari kwamuri, nemi hamungavi nyama mariri; ndichakutongai ini pamiganhu yeIsraeri. Viz kapitola |