Ezekieri 11:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Muchafa rufu rwebakatwa; ndichakutongerai kumuganhu weIsiraeri. Ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mucaʋurawa nomunondo; ndicakutoŋgai munyika yaIsraeri: ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Muchaurawa nomunondo; ndichakutongai munyika yaIsiraeri, zvino muchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Muchafa rufu rwebakatwa; ndichakutongerai kumuganhu weIsiraeri. Ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Muchafa rufu rwebakatwa; ndichakutongerai kumuganhu weIsiraeri. Ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Muchaurayiwa nomunondo, uye ini ndichakutongai pamiganhu yaIsraeri. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitola |