Ezekieri 10:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino ndakatarisa onei paiva namavhiri mana pedyo namakerubhu iwayo, vhiri rimwechete riri parutivi pekerubhu kutarisika kwamavhiri iwayo kwakanga kwakaita sokupenya kweibwe rinokosha rebheriri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ndakatarira, ndikaʋona makumbo manna eŋgoro pamatiʋi amakerubi, rimŋe gumbo kurutiʋi rwekerubi rimŋe, nerimŋe gumbo kurutiʋi rwerimŋe kerubi; pakuʋonekwa kwawo makumbo akaŋga akaita sebge reberiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino ndakatarira, ndikaona makumbo mana engoro pamativi amakerubhi, rimwe gumbo kurutivi rwekerubhi rimwe, nerimwe gumbo kurutivi rwerimwe kerubhi; pakuonekwa kwawo makumbo akanga akaita sebwe rebheriri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino ndakatarisa onei paiva namavhiri mana pedyo namakerubhu iwayo, vhiri rimwechete riri parutivi pekerubhu kutarisika kwamavhiri iwayo kwakanga kwakaita sokupenya kweibwe rinokosha rebheriri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino ndakatarisa onei paiva namavhiri mana pedyo namakerubhu iwayo, vhiri rimwechete riri parutivi pekerubhu kutarisika kwamavhiri iwayo kwakanga kwakaita sokupenya kweibwe rinokosha rebheriri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndakatarisa, ndikaona parutivi rwamakerubhi mavhiri mana, rimwe vhiri parutivi rwekerubhi rimwe nerimwe, mavhiri acho aivaima kunge ibwe rekrisorite. Viz kapitola |