Ezekieri 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Paakaudza munhu uya akanga akapfeka rineni kuti, tora moto pakati pamavhiri arikutenderera pakati pamakerubhu, akaenda akamira munyasi memavhiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino wakati araira murume wakaŋga akafuka muceka, aciti: Tora mŋoto pakati pamakumbo anomonereka, pakati pamakerubi, akapinda, akandomira parutiʋi rwerimŋe gumbo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino akati araira murume akanga akafuka mucheka werineni, achiti, “Tora moto pakati pamakumbo anomonereka, pakati pamakerubhi,” akapinda, akandomira parutivi rwerimwe gumbo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Paakaudza munhu uya akanga akapfeka rineni kuti, tora moto pakati pamavhiri arikutenderera pakati pamakerubhu, akaenda akamira munyasi memavhiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Paakaudza munhu uya akanga akapfeka rineni kuti, tora moto pakati pamavhiri arikutenderera pakati pamakerubhu, akaenda akamira munyasi memavhiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jehovha akati arayira murume akanga akapfeka mucheka wakaisvonaka, achiti, “Tora moto pakati pamavhiri, kubva pamakerubhi,” murume akapinda mukati akamira parutivi rwevhiri. Viz kapitola |