Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 10:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Ndicho chisikwa chipenyu chiya chandakamboona ichochi ichi nechepasi paMwari weIsiraeri pedyo nerwizi rwaKebhari nezvo ndakabva ndaziva kuti makerubhu aya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ndico cipenyu candakaʋona panyasi paMŋari waIsraeri parwizi rwaKebari; ndikaziʋa kuti makerubi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Ndicho chipenyu chandakaona panyasi paMwari waIsiraeri parwizi rwaKebhari; ndikaziva kuti makerubhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Ndicho chisikwa chipenyu chiya chandakamboona ichochi ichi nechepasi paMwari weIsiraeri pedyo nerwizi rwaKebhari nezvo ndakabva ndaziva kuti makerubhu aya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Ndicho chisikwa chipenyu chiya chandakamboona ichochi ichi nechepasi paMwari weIsiraeri pedyo nerwizi rwaKebhari nezvo ndakabva ndaziva kuti makerubhu aya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Izvi ndizvo zvisikwa zvipenyu zvandakanga ndaona pasi paMwari waIsraeri paRwizi rweKebhari, uye ndikaziva kuti akanga ari makerubhi.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 10:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy