Ezekieri 10:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Hwaingova hwese, achiti akati mbikiti akamira, mavhiri amirawo. Paaikwira mudenga, mavhiri aibva akwirawo mudenga nawo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu zviya wakanga uri maari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana omira naiwo omira ʋo; kana obururuka acikwira naiwo obururuka ʋo acikwira nawo; nokuti mŋeya wecipenyu wakaŋga uri mukati mawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Kana omira naiwo omirawo; kana obhururuka achikwira naiwo obhururukawo achikwira nawo; nokuti mweya wechipenyu wakanga uri mukati mawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Hwaingova hwese, achiti akati mbikiti akamira, mavhiri amirawo. Paaikwira mudenga, mavhiri aibva akwirawo mudenga nawo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu zviya wakanga uri maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Hwaingova hwese, achiti akati mbikiti akamira, mavhiri amirawo. Paaikwira mudenga, mavhiri aibva akwirawo mudenga nawo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu zviya wakanga uri maari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kana makerubhi akamira, iwo aimirawo; uye makerubhi akabhururuka, iwo aisimuka pamwe chete nawo, nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu wakanga uri maari. Viz kapitola |