Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 10:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ipapa makerubhu akakwira mudenga, iwaya akanga ari iwo makerubhu aya andakaona kurwizi rweKebhari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino makerubi ndokubururuka acikwira; ndico cipenyu candakaʋona parwizi Kebari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino makerubhi ndokubhururuka achikwira; ndicho chipenyu chandakaona parwizi Kebhari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ipapa makerubhu akakwira mudenga, iwaya akanga ari iwo makerubhu aya andakaona kurwizi rweKebhari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ipapa makerubhu akakwira mudenga, iwaya akanga ari iwo makerubhu aya andakaona kurwizi rweKebhari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Ipapo makerubhi akabhururuka achikwira kumusoro. Izvi ndizvo zvisikwa zvipenyu zvandakaona ndiri paRwizi rweKebhari.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 10:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy