Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 10:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Paainge ofamba, aifamba akananga chero kune rimwe divi ramativi mana awo achienda asingatendeuki. Asi aiti kwainge kwangonangwa nevhiri remberi mamwe ose aibva atevera achienda asingatendeuki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Pakufamba kwawo akafamba kumatiʋi awo manna; haana‐kutsauka pakufamba kwawo, asi kwakaŋga kwakatarira musoro ndiko kwaakaenda; haana‐kutsauka pakufamba kwawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Pakufamba kwawo akafamba kumativi awo mana; haana kutsauka pakufamba kwawo, asi kwakanga kwakatarira musoro ndiko kwaakaenda; haana kutsauka pakufamba kwawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Paainge ofamba, aifamba akananga chero kune rimwe divi ramativi mana awo achienda asingatendeuki. Asi aiti kwainge kwangonangwa nevhiri remberi mamwe ose aibva atevera achienda asingatendeuki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Paainge ofamba, aifamba akananga chero kune rimwe divi ramativi mana awo achienda asingatendeuki. Asi aiti kwainge kwangonangwa nevhiri remberi mamwe ose aibva atevera achienda asingatendeuki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Paaifamba aigona kuenda neimwe yenzira ina kwakanga kwakatarisa makerubhi; mavhiri haana kutsauka pakufamba kwaiita makerubhi. Makerubhi akaenda munzira ipi zvayo kwakanga kwakatarira musoro, asingatsauki pakufamba kwawo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 10:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy