Ezekieri 1:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kubvira mainge muchiuno chake zvichikwira ndakaona chinenge ndarira yainjenjemera somoto wakachitenderedza. Kubvawo mainge muchiuno macho zvichidzika ndakaona chainge moto. Uye kwakanga kwangoti ngwe-e kuchena kumutenderedza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino ndakaʋona ɀakaita seɗare rinopenya, ɀakafanana nomŋoto mukati maɀo kumatiʋi ose, ɀakabva pakaita seciʋuno cake ɀicikwira kumsoro; ɀino kubva ipapo pakaita seciʋuno cake ɀicienda pasi ndakaʋona cakaita somŋoto; iye wakaŋga akakomberedzwa nokubginya kumatiʋi ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino ndakaona zvakaita sedare rinopenya, zvakafanana nomoto mukati mazvo kumativi ose, zvakabva pakaita sechiuno chake zvichikwira kumusoro; zvino kubva ipapo pakaita sechiuno chake zvichienda pasi ndakaona chakaita somoto; iye akanga akakomberedzwa nokubwinya kumativi ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kubvira mainge muchiuno chake zvichikwira ndakaona chinenge ndarira yainjenjemera somoto wakachitenderedza. Kubvawo mainge muchiuno macho zvichidzika ndakaona chainge moto. Uye kwakanga kwangoti ngwe-e kuchena kumutenderedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Kubvira mainge muchiuno chake zvichikwira ndakaona chinenge ndarira yainjenjemera somoto wakachitenderedza. Kubvawo mainge muchiuno macho zvichidzika ndakaona chainge moto. Uye kwakanga kwangoti ngwe-e kuchena kumutenderedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ndakaona kuti pane zvairatidzika sechiuno chake zvichikwira kumusoro, akanga akaita sedare romoto unopenya, sokunge akazara nomoto, uye kubva ipapo zvichienda pasi, airatidzika somoto; uye chiedza chaipenya kwazvo chakanga chakamukomberedza. Viz kapitola |