Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Hwaingova hwese, zvichiti kwazvaenda, iwo oendawo, zvikamira iwo omirawo, pazvaisumuka mudenga kubva pasi, iwo mavhiri aisumukawo nazvo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu izvozvo waiva mumavhiri acho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Kana iɀo ɀofamba, iwo ofamba; kana iɀo ɀomira, iwo omira, kana iɀo ɀokwidzwa ɀicibva pasi, makumbo okwidzwa pamŋe cete naɀo; nokuti mŋeya wecipenyu wakaŋga uri mumakumbo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Kana izvo zvofamba, iwo ofamba; kana izvo zvomira zvichibva pasi, makumbo okwidzwa pamwechete nazvo; nokuti mweya wechipenyu wakanga uri mumakumbo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Hwaingova hwese, zvichiti kwazvaenda, iwo oendawo, zvikamira iwo omirawo, pazvaisumuka mudenga kubva pasi, iwo mavhiri aisumukawo nazvo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu izvozvo waiva mumavhiri acho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Hwaingova hwese, zvichiti kwazvaenda, iwo oendawo, zvikamira iwo omirawo, pazvaisumuka mudenga kubva pasi, iwo mavhiri aisumukawo nazvo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu izvozvo waiva mumavhiri acho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Zvisikwa pazvaifamba, iwo aifambawo; paimira zvisikwa, naiwo aimirawo; uye paingosimuka zvisikwa kubva pasi, mavhiri aisimukawo pamwe chete nazvo, nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu wakanga uri mumavhiri.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 1:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy