Ezekieri 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Paainge ofamba, aifamba akananga chero kune rimwe divi ramativi mana awo, achienda zvisingatendeuki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Pakufamba kwawo akafamba kumatiʋi awo manna; haana‐kutsauka pakufamba kwawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Pakufamba kwawo akafamba kumativi awo mana; haana kutsauka pakufamba kwawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Paainge ofamba, aifamba akananga chero kune rimwe divi ramativi mana awo, achienda zvisingatendeuki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Paainge ofamba, aifamba akananga chero kune rimwe divi ramativi mana awo, achienda zvisingatendeuki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Pakufamba kwazvo, zvaigona kuenda neimwe yenzira ina dzakanga dzakatariswa nezvisikwa zvina; mavhiri akanga asingatsauki zvisikwa pazvaifamba. Viz kapitola |