Ezekieri 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mamiriro akanga akaita mavhiri iwaya namagadzirirwo awo ndeaya: Kutarisika kwawo kwakanga kwakaita sokupenya kweibwe rinokosha rebheriri. Ari mana kudaro akanga akafanana. Magadzirirwo awo aiva akaita sevhiri mukati merimwe vhiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Makumbo awo pakuʋonekwa kwawo nomuitirwe wawo ɀakaŋga ɀakafanana neberiri; ose ari manna akaŋga akafanana; pakuʋonekwa kwawo napamuitirwe wawo ɀakaŋga ɀakaita segumbo rimŋe mukati merimŋe gumbo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Makumbo awo pakuonekwa kwawo nomuitirwo wawo zvakanga zvakafanana nebheriri; ose ari mana akanga akafanana; pakuonekwa kwawo napamuitirwo wawo zvakanga zvakaita segumbo rimwe riri mukati merimwe gumbo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mamiriro akanga akaita mavhiri iwaya namagadzirirwo awo ndeaya: Kutarisika kwawo kwakanga kwakaita sokupenya kweibwe rinokosha rebheriri. Ari mana kudaro akanga akafanana. Magadzirirwo awo aiva akaita sevhiri mukati merimwe vhiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mamiriro akanga akaita mavhiri iwaya namagadzirirwo awo ndeaya: Kutarisika kwawo kwakanga kwakaita sokupenya kweibwe rinokosha rebheriri. Ari mana kudaro akanga akafanana. Magadzirirwo awo aiva akaita sevhiri mukati merimwe vhiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uku ndiko kwaiva kuratidzika namagadzirirwo amavhiri acho: Akanga achivaima sebwe rekristaro, uye zvose zviri zvina zvakanga zvakafanana pakuonekwa kwazvo. Pakuonekwa kwawo napamagadzirirwo awo akanga akaita sevhiri rimwe riri mukati merimwe vhiri. Viz kapitola |