Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Zvino chimwe nechimwe chaifamba chakananga pachakananga zvichienda kwose kwose kwainge kuchienda mweya, zvaienda zvisingatsauki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Cimŋe necimŋe cairuramira mberi pakufamba kwaco; kwaiɗa kufamba mŋeya, ndiko kwaɀaifamba; haɀina‐kutsauka pakufamba kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho; kwaida kufamba mweya, ndiko kwazvaifamba; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Zvino chimwe nechimwe chaifamba chakananga pachakananga zvichienda kwose kwose kwainge kuchienda mweya, zvaienda zvisingatsauki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Zvino chimwe nechimwe chaifamba chakananga pachakananga zvichienda kwose kwose kwainge kuchienda mweya, zvaienda zvisingatsauki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Chimwe nechimwe chainanga mberi chakarurama. Kwose kwaienda mweya, ndiko kwazvaienda, zvisingacheuki pakufamba kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 1:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy