Estere 9:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti Modhekai akanga ava mukuru mukuru mumuzinda wamambo mukurumbira wake ukadhuma munyika dzose idzodzo pamusana pokuti simba raModhekai rakaramba richingokura-kura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti Mordekai wakaŋga ari mukuru paimba yamambo, nembiri yake yakaŋga yaȿika kumatiʋi ose enyika; nokuti murume uyu Mordekai wakaramba acikura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti Modhekai akanga ari mukuru paimba yamambo, nembiri yake yakanga yasvika kumativi ose enyika; nokuti murume uyu Modhekai akaramba achikura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti Modhekai akanga ava mukuru mukuru mumuzinda wamambo mukurumbira wake ukadhuma munyika dzose idzodzo pamusana pokuti simba raModhekai rakaramba richingokura-kura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Modhekai akanga ari mukuru mukuru mumuzinda; mbiri yake yakapararira munyika yose, uye akava nesimba rakaramba richikura. Viz kapitolaShona BIBLE4 Nokuti Modhekai akanga ari mukuru paimba yamambo, nembiri yake yakanga yasvika kumativi ose enyika; nokuti murume uyu Modhekai akaramba achikura. Viz kapitola |