Online Bible

- Reklamy -

Estere 9:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 uye kuti mazuva iwaya, mazuva anofanira kurangarirwa nokuchengetwa muchizvarwa choga choga mhuri nemhuri, nyika nenyika, guta neguta; uyewo kuti mazuva iwaya ePurimu haafanire kudarikwa pakati pevaJudha kunyange kuti zvokurangarira mazuva iwaya zvipere pakati pavana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 ʋuye kuti mazuʋa iwayo araŋgarirwe nokutambga pakati porudzi rumŋe norumŋe, nemhuri imŋe neimŋe, norutiʋi rumŋe norumŋe rwenyika, neguta rimŋe nerimŋe; ʋuye kuti mazuʋa iwayo ePurimi arege kutoŋgoregwa pakati paʋaJuda, araŋgarirwe nokusiŋgaperi pakati paʋana ʋaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 uye kuti mazuva iwayo arangarirwe nokutambwa pakati porudzi rumwe norumwe, nemhuri imwe neimwe, norutivi rumwe norumwe rwenyika neguta rimwe nerimwe; uye kuti mazuva iwayo ePurimi arege kutongoregwa pakati pavaJudha, arangarirwe nokusingaperi pakati pavana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 uye kuti mazuva iwaya, mazuva anofanira kurangarirwa nokuchengetwa muchizvarwa choga choga mhuri nemhuri, nyika nenyika, guta neguta; uyewo kuti mazuva iwaya ePurimu haafanire kudarikwa pakati pevaJudha kunyange kuti zvokurangarira mazuva iwaya zvipere pakati pavana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Mazuva aya anofanira kurangarirwa agocherechedzwa, murudzi rumwe norumwe, mumhuri imwe neimwe, munyika imwe neimwe uye nomuguta rimwe nerimwe. Uye mazuva aya ePurimu haafaniri kutongoregwa kupembererwa navaJudha, uye kurangarirwa kwawo hakufaniri kuparara pakati pavana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

28 uye kuti mazuva iwayo arangarirwe nokutambwa pakati porudzi rumwe norumwe, nemhuri imwe neimwe, norutivi rumwe norumwe rwenyika neguta rimwe nerimwe; uye kuti mazuva iwayo ePurimi arege kutongoregwa pakati pavaJudha, arangarirwe nokusingaperi pakati pavana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Estere 9:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy