Estere 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 pamusana pokuti Hamani muAgagi mwanakomana waHamedhata muvengi wavaJudha waakanga aitira vaJudha bangano rokuvaparadza vatoshandisawo Puri, chin'ange ichocho kuitira kuti vavazhanye vavaparadze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 nokuti Hamani mŋanakomana waHamedata muAgagi, muʋeŋgi waʋaJuda ʋose, wakaŋga afuŋga zano rokuparadza ʋaJuda, akakanda Puri, ndiyo mijenya, kuʋapedza nokuʋaparadza; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 nokuti Hamani mwanakomana waHamedhata muAgagi, muvengi wavaJudha vose akanga afunga zano rokuparadza vaJudha, akakanda Puri, ndiyo mijenya, kuvapedza nokuvaparadza; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 pamusana pokuti Hamani muAgagi mwanakomana waHamedhata muvengi wavaJudha waakanga aitira vaJudha bangano rokuvaparadza vatoshandisawo Puri, chin'ange ichocho kuitira kuti vavazhanye vavaparadze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Nokuti Hamani mwanakomana waHamedhata, muAgagi, muvengi wavaJudha vose, akanga aronga kuparadza vaJudha uye akanga akanda puri, ndiwo mujenya, kuti vaparadzwe uye vaparadzwe zvachose. Viz kapitolaShona BIBLE24 nokuti Hamani mwanakomana waHamedhata muAgagi, muvengi wavaJudha vose akanga afunga zano rokuparadza vaJudha, akakanda Puri, ndiyo mijenya, kuvapedza nokuvaparadza; Viz kapitola |