Online Bible

- Reklamy -

Estere 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Naizvozvo vaJudha vomumamisha vanogara mumaguta asina masvingo, vanochengeta zuva regumi nechina remwedzi waAdhari sezuva rokufara neremabiko nezuva rokuzorora zvavo vachifaranuka nezuva rokutumirana zvipo zvezvokudya zvakanakisisa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Naiɀoɀo ʋaJuda ʋemisha, ʋanogara pamisha isina‐kukombga namaȿiŋgo, ʋanoita zuʋa regumi namanna romŋedzi weAdari zuʋa romufaro neromutambo, ʋuye zuʋa rakanaka, nerokutumirana ɀinonaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Naizvozvo vaJudha vemisha, vanogara pamisha isina kukombwa namasvingo, vanoita zuva regumi namana romwedzi weAdhari zuva romufaro neromutambo, uye zuva rakanaka, nerokutumirana zvinonaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Naizvozvo vaJudha vomumamisha vanogara mumaguta asina masvingo, vanochengeta zuva regumi nechina remwedzi waAdhari sezuva rokufara neremabiko nezuva rokuzorora zvavo vachifaranuka nezuva rokutumirana zvipo zvezvokudya zvakanakisisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ndokusaka vaJudha vomumaruwa, vanogara mumisha, vachicherechedza zuva regumi namana romwedzi waAdhari sezuva romufaro namabiko, zuva rokupana zvipo.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

19 Naizvozvo vaJudha vemisha, vanogara pamisha isina kukombwa namasvingo, vanoita zuva regumi namana romwedzi weAdhari zuva romufaro neromutambo, uye zuva rakanaka, nerokutumirana zvinonaka.

Viz kapitola kopírovat

Estere 9:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy