Estere 9:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaJudha vaiva muguta reSusa vakaunganidzanazve pamusi wegumi nechina wemwedzi waAdhari, vakauraya mazana matatu avarume vomuSusa asi hapana chavakapamba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ƲaJuda ʋaiʋa paShushani ʋakaʋuŋgana ɀe nezuʋa regumi namanna romŋedzi weAdari, ʋakaʋuraya ʋarume ʋanamazana matatu paShushani, asi haʋana‐kupambara nhumbi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 VaJudha vaiva paShusha vakaunganazve nezuva regumi namana romwedzi weAdhari, vakauraya varume vana mazana matatu paShusha, asi havana kupambara nhumbi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 VaJudha vaiva muguta reSusa vakaunganidzanazve pamusi wegumi nechina wemwedzi waAdhari, vakauraya mazana matatu avarume vomuSusa asi hapana chavakapamba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 VaJudha vaiva muShushani vakaungana pamwe chete pazuva regumi namana romwedzi waAdhari, uye vakauraya mazana matatu avarume muShushani, asi havana kubata zvakapambwa. Viz kapitolaShona BIBLE15 VaJudha vaiva paShusha vakaunganazve nezuva regumi namana romwedzi weAdhari, vakauraya varume vana mazana matatu paShusha, asi havana kupambara nhumbi. Viz kapitola |