Online Bible

- Reklamy -




Estere 9:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Pazuva rakarero, shoko rouwandi hwavanhu vakaurayiwa muguta reSusa, guta guru romuzinda wamambo, rakasvitswa kuna mambo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Pazuʋa iro kuwanda kwaʋakaʋurawa paShushani nhare yamambo kwakaʋereŋgwa kukaiswa kunamambo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Pazuva iro kuwanda kwavakaurawa paShusha nhare yamambo kwakaverengwa kukaiswa kuna mambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Pazuva rakarero, shoko rouwandi hwavanhu vakaurayiwa muguta reSusa, guta guru romuzinda wamambo, rakasvitswa kuna mambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Vakaurayiwa munhare yeShushani vakaziviswa kuna mambo zuva iroro.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

11 Pazuva iro kuwanda kwavakaurayiwa paShusha nhare yamambo kwakaverengwa kukaiswa kuna mambo.

Viz kapitola kopírovat




Estere 9:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy