Online Bible

- Reklamy -

Estere 9:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvino mumwedzi wegumi nechipiri, mumwedzi waAdhari, pamusi wegumi nechitatu wemwedzi wakarewo, pacho paifanira kuti zvakarehwa nomurao uya nechirevo chamambo zvichiitwa, musi wacho chaiwo waitarisirwa navavengi vevaJudha kuti vaJudha vava kuzova mumaoko medu, asi zuva iroro rakanga ratosandurwa kuti richiva zuva rokuti vaJudha vaise vavengi vavo mumaoko mavo;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino nomŋedzi wegumi nemiʋiri, iwo mŋedzi weAdari, nezuʋa regumi namatatu, ŋguʋa yakati yasweɗera yokuti murairo wamambo necireʋo cake ɀiitwe, pazuʋa rakafuŋga ʋaʋeŋgi ʋaʋaJuda kuʋamukira naro; asi ɀakashandurwa, nokuti ʋaJuda ʋakamukira ʋaʋeŋgi ʋaʋo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino nomwedzi wegumi nemiviri, iwo mwedzi weAdhari, nezuva regumi namatatu, nguva yakati yaswedera yokuti murayiro wamambo nechirevo chake zviitwe, pazuva rakafunga vavengi vavaJudha kuvamukira naro; asi zvakashandurwa, nokuti vaJudha vakamukira vavengi vavo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Zvino mumwedzi wegumi nechipiri, mumwedzi waAdhari, pamusi wegumi nechitatu wemwedzi wakarewo, pacho paifanira kuti zvakarehwa nomurao uya nechirevo chamambo zvichiitwa, musi wacho chaiwo waitarisirwa navavengi vevaJudha kuti vaJudha vava kuzova mumaoko medu, asi zuva iroro rakanga ratosandurwa kuti richiva zuva rokuti vaJudha vaise vavengi vavo mumaoko mavo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino mumwedzi wegumi nemiviri nezuva regumi namatatu romwedzi waAdhari, chirevo chakanga charayirwa namambo chaifanira kuzadziswa. Pazuva iri, vavengi vavaJudha vakanga vatarisira kuvakunda, asi zvino zvinhu zvakavapindukira, vaJudha vakava noruoko rune simba pamusoro paavo vaivavenga.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

1 Zvino nomwedzi wegumi nemiviri, iwo mwedzi weAdhari, nezuva regumi namatatu, nguva yakati yaswedera yokuti murairo wamambo nechirevo chake zviitwe, pazuva rakafunga vavengi vavaJudha kuvamukira naro; asi zvakashandurwa, nokuti vaJudha vakamukira vavengi vavo;

Viz kapitola kopírovat

Estere 9:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy