Online Bible

- Reklamy -

Estere 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Nokuti ndingaise kupi mwoyo kuona nyatwa iri kuwira vanhu vokwangu? Uye kuti ndingabate papi chaizvo kuona vanhu vokwangu vachiparadzwa?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 nokuti ini ndiŋgagona seiko kuʋona ɀakaipa ɀicaitirwa ʋanhu ʋaŋgu? Ndiŋgagona seiko kuʋona kuparadzwa kwaʋanhu ʋaŋgu!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 nokuti ini ndingagona seiko kuona zvakaipa zvichaitirwa vanhu vangu? Ndingagona seiko kuona kuparadzwa kwavanhu vangu!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Nokuti ndingaise kupi mwoyo kuona nyatwa iri kuwira vanhu vokwangu? Uye kuti ndingabate papi chaizvo kuona vanhu vokwangu vachiparadzwa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ndingagona seiko kuona kuparadzwa kuchiwira kuvanhu vangu? Ndingashinga sei ndichiona kuparadzwa kworudzi rwangu?”

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

6 nokuti ini ndingagona seiko kuona zvakaipa zvichaitirwa vanhu vangu? Ndingagona seiko kuona kuparadzwa kwavanhu vangu!”

Viz kapitola kopírovat

Estere 8:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy